HILLCREST PREP SCHOOL
MID YEAR EXAMINATIONS AUGUST SESSION 2020
GRADE 3 SHONA RONDEDZERO
NAME___________________________________________________
SARUDZA MUSORO UMWE, UGONYORA RONDEDZERO INOZADZA
PEJI RIMWE
1. Mukuru wechikoro chedu
Zita ravo
Chimiro chawo( musoro , maziso , nzeve , vhudzi )
Kwawanogara
Zvawanoda
Zvawasingadi
Zvaunoyemura pawari
2. Nyora tsamba kune munhu wezera rako anogara kuimwe nyika
uchitsvaga kuumba hwushamwari naye. Muudze zvinotevera
pamusoro pako.
Zita/makore
Uri mukomana kana musikana here
Chikoro chako
Kwamunogara uye kuti ngei uchikufarira
Zvaunofarira kuita munguva yekusununguka
Zvaunoda kuti muzoita mawe shamwari neshamwari