Kibena
Mataridziko
Kibena mutauro unowanikwa kuchamhembe kweTanzania.
Mazwi Anotodza Shona
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Izwi rokuti mwana kana mwaana (child) ndiro rimwe kuKibena neShona.
- VaBena vanoti dzenga (build) kureva kuvaka. Madziro emba anonzi chengo.
- VaBena vanoti genda (walk) kureva kuenda kana kufamba.
- VaBena vanoti lidembwe (elephant) kureva nzou.
- VaBena vanoti fiala (fingers) kureva zvara.
- VaBena vanoti ota (bask) kureva kugota.
- VaBena vanoti dada (father) kureva baba.
- VaBena vanoti lubali (side) kureva divi.
- VaBena vanoti umuunu (person) kureva munhu.
- VaBena vanoti umugunda (field) kureva munda.
- VaBena vanoti madzebele kana matsebele (maize) kureva chibere.
- VaBena vanoti vangu (my, mine) kureva vangu.
- VaBena vanoti hugona (to sleep) kureva kukotsira. VaChewa vanoti kugona kureva kukotsira.
- VaBena vanoti hugwa (to fall) kureva kuwa.
- VaBena vanoti hugwisana (to trip each other) kureva kuwisana.
- VaBena vanoti wuwumbi (pottery) kureva zviumbwa.
- VaBena vanoti hufwa (death) kureva kufa.
- VaBena vanoti hupya (burning) kureva kutsva.
- VaBena vanoti humela (to grow) kureva kumera.
- VaBena vanoti huwona (to see) kureva kuona.
- VaBena vanoti hukula (to grow) kureva kukura.
- VaBena vanoti hoogopa (to be afraid) kureva kugopa.
- VaBena vanoti ndipunguliile kureva ndipungurire.
- VaBena vanoti hutowa (to be hit) kureva kurohwa.
- VaBena vanoti ndiilo (basket) kureva bhasiketi. Ndiro mudziyo kuShona.
- VaBena vanoti mukoga (river) kureva rukova.
- VaBena vanoti mweedzi (month) kureva mwedzi.
- VaBena vanoti mutaanda (six) kureva tanhatu.
- VaBena vanoti imipya (new) kureva mitsva.
- VaBena vanoti paambele (later) kureva pamberi.
- VaBena vanoti mbwa (dog) kureva imbwa.
- VaBena vanoti viinu (things) kureva zvinhu.
- VaBena vanoti pamukoga (at the river) kureva parukova.
- VaBena vanoti yahwe (his/her) kureva yake.
- VaBena vanoti moja (one) kureva rimwe.
- VaBena vanoti ndege (airplane) kureva ndege.
- VaBena vanoti dada (sister).
- VaBena vanoti kaasi (work) kureva basa.
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaBena vanoti mugavi (creator) kureva musiki.
- VaBena vanoti lukandzi (wall) kureva madziro. VaSwahili vanoti ukuta.
- VaBena vanoti sihu (day) kureva musi. VaSwahili vanoti siku.
- VaBena vanoti mesa (table) kureva tafura. VaSwahili vanoti meza.
- VaBena vanoti ligodolo (madras - type of cotton fabric, an alcoholic beverage). VaSwahili vanoti godoro.
- VaBena vanoti mlango (door of wood) kureva gonhi.
- VaBena vanoti malimo (work, cultivation) kureva murimo.