Svetuka kuchirochemo

Rusitu

Kubva Wikipedia

Rusitu inzvimbo iri mudunhu reManicaland muZimbabwe.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Swahili vanoti msitu (land covered by low shrubby vegetation, bush). Kinande vanoti omusitu (n. forest).
  • VaLenje neVaLozi vanoti mushitu kana musitu (thick undergrowth, bushes, forest, woodlands, reeds - as in a river) vachireva rusitu.
  • Chewa inoti situ (a thicket, jungle). Mamwe mazwi: nsitu (a thicket used as a burial place). Chimbalazi vanoti nzito (adj. heavy) kureva huremu.
  • Nyanja vanoti nsitu (thicket) kureva rusitu. Mamwe mazwi: tsitu (thick or close as a thicket - called nsitu). Tsitu (many close together, thick).
  • Mandinka vanoti sutoo kana sutu (n. a thick forest). Mbukushu vanoti muthitu (n. bush; forest) kureva rusitu.