• banga (ideophone of Putting in safe place; of Packing up.
) Mukadzi
akati nhumbi dzake banga, ndiye dhu, tundu kuenda.
• banganyi (ideophone of Being smashed).
• bangwa kana dendere (ideophone of Following (esp path). Iti nzira
bangwa: follow the path.
• bani kana mba (ideophone of Gripping, taking hold of with fingers; of
Pinching). Chipikiri chakanzi bani nembato: the nail was gripped by the
pincers. Kubanidza (Grip firmly. Hold tightly) kureva kubatisa. Haugoni
kuzvomora hoko asina kuibanidzisa. Kubanika (Grip. Hold tightly with
fingers; Pinch). Banika chidzivo ugochitenderedza: grip the stopper
and turn it.
• barara (ideophone of Spreading widely e.g. in open plain; of Extending
over an area. 2. of Catching sight of). Mhuka dzikati barara muvhimi
dzinotiza
• bari (ideophone of Sparking (one). Moto uri kungoti bari bari chete: the
fire is doing nothing else but give off sparks.
• barivafa kana bafafa (ideophone of Desiring to eat or drink). Imbwa
yanga yakati barivafa kuti ikandidzirwe bvupa: the dog was eagerly
awaiting to be thrown a bone.
• bau (ideophone of Acting quickly). Akati nyama bau: he snatched up
the meat and made off with it. Kubaukira (Be quick). Aifamba
achibaukira: he walked quickly. Kune zita remhuri rinonzi Nyakabau.
• bazanu (ideophone of Sorting, dividing into different kinds). Ko nhai
varume, hamuti nyama iyi bazanu here: surely you men are going to
sort this meat
• bebenu, pepu kana tangaya (ideophone of Recovering
consciousness). Kubebenudza (Cause to recover
consciousness). Kubebenuka(Recover consciousness) uye kupepuka.
kana kubebenura.
• befu (ideophone of Breathing out). Befu, mabefu kana mapefu.
(Exhaled breath; 2. Sigh). kana femo. Akatura befu: he
sighed. Kubefura(Breathe out).
• bena (ideophone of Sauntering).
• bendekete (ideophone of Sitting with arms and legs crossed - an
attitude of respect; 2. of Following path).
• benemene (ideophone of being clear).
• benengu kana penengu (ideophone of Lifting up to examine what is
below). Kubenengudza.
• bengenu kana pengenu (ideophone of Clearing sky; 2. of,Brightening
vision, appearance). Kubengenudza.
• bengwa (ideophone of Listening intently).
• bepu, pepu kana tangava (ideophone of Recovering consciousness).
• bera (ideophone of Sitting in forbidden place). Zvawakati bera mumba
mangu, akupinza ndiani?
• bere kana bebe (ideophone of Following closely).
• berekane, tande kana tora (ideophone of Pursuing). Ndakati berekane
naye: I ran after him.
• berengende kana dendere (ideophone of Following path closely; 2. of
Being seen to be better in health).
• betete (ideophone of Entering deeper and deeper; 2. of Settling down
in comfortable chair).
• beza (ideophone of Sitting quietly). Zvichida ndipo panobva mazita
okuti Mabeza uye Nyabeze?
• bharanganda (ideophone of Lightning flashing as thunder claps; 2. of
Being clever; 3. of Opening widely - e.g. door; 4. of Being too hotly
flavoured).
• bizu (ideophone of doing hard physical work). Kubizudza (Make to do
hard, physical work). Kubizuka (Do hard physical work).
• bwiti kana pwiti (ideophone of Suffocating or
drowning). Kubwitidza, kuvhumidza, kumwidza kana kubitidza (Suffoca
te; drown). Kubwitirarinotaurwa zvakare.
• bwititi (ideophone of Many moving or acting confusedly or excitedly).
• bwitu (ideophone of Flashing). Kubwitudza (Cause to flash)
kana kuhwitudza. Kubwituka kana kuhwituka anowanikwa zvakare.
• bwodo kana pwete (ideophone of Talking nonsense; 2.of Telling
untruth). Kubwododza (Make to talk nonsense). Kubwodoka rinotaurwa
zvakare.
• bwodomo (ideophone of Talking
nonsense). Kubwodomoka, kubvotomoka kana kubwotomoka (Talk
nonsense).
• Bububu kana tandanga (ideophone of Filling small container with
solids).
• Bvuku (ideophone of Guessing. 2. of Shaking). Kubvuka (Guess.
Foretell). Kune mana anonzi Mabvuku muguta reHarare.
• Bvura kana pe-e (ideophone of Being relaxed).
C[chinja | edit source]
• Chanyau (ideophone of 1. Cutting roughly. 2. of Acting superficially. 3.
of Doing work badly). Mamwe Mazwi
- kuchanyaudza, kuchanyaura,kuchanyaura.
• chakata (ideophone of Being plentiful - generally food; 2. of Wetting; 3.
K of Spreading or scattering over the whole of an area - non-living
things). Vanhu vakati kudya chakata: everyone had plenty to eat.
Handina kupati pasi chakata: I did not put head to pillow. Mumba
makangoti chakata marara: rubbish is scattered all over the house.
• chakwa chakwa (ideophone of Walking through very shallow water).
Kana kuchinaya, vanhu Yanoti chakwa chakwa mumvura - (i.e. make a
splash when walking). Kuchakwaira (Walk through very shallow water.
2. Splash by walking). Taswerochakwaira mumajahwi mumapani
tichitsvaga pekurima.
• chakwata (ideophone of Being very wet especially clothes). 2. of Being
very wet - of ground). Kuchakwatiza (Make wet - especially clothes
by splashing). Kuchakwatika rinotaurwa zvakare.
• chambwa (ideophone of Spattering by
splashing. Kuchambwadza kana kuchapatidza (Spatter by splashing)).
Usamira padyo nedhibha, mombe dzinokuchambwadzira dhibhi muviri
wose.
• chichinu (ideophone of 1. Acting together simultaneously. 2. of
Obtaining on large scale). Muviri wakati mapundu chichinu: the whole
body was covered with spots.
• chimhu (ideophone of Drawing water). Kuchimhuka (Be, or be able to
be, drawn - water). Kuchimhura (Draw water) apa kureva kuchera.
• changinja (ideophone of Seizing e.g. weapon). Akati badza changinja:
he seized hold of the hoe.
• chanjandara, chachama kana chacharara. (ideophone of Being
adamant) Tezvara akati chanjandara, mombe ibonga: the fatherin-law
refused to budge because the full number of cattle had not been paid.
• chinjinji (ideophone of Lying with limbs projecting upwards). Mombe
dzakadya chepfu ndokufuma dzakati chinjinji: the cattle ate poison and
in the morning they were lying dead with legs in the air.
• chinjinya, chinyamunjororo kana chinyamupfukidzi (ideophone of Dying
alone suddenly). Kuchinjinyadza (Make to die suddenly -
alone).Kuchinjinyara (Die alone suddenly).
• chinjiri (ideophone of Lying across. 2. K of Projecting upwards).
• chivhu kanaa che (ideophone of Cutting deeply with sharp instrument).
D[chinja | edit source]
• Dangara kana tangarwi (ideophone of Swallowing without chewing).
Mukomana uye wokukara ati ndochiti dangara ndokudzipwa
nenhango: that greedy boy tried to bolt-a piece of meat and choked.
• Dangurangu (1. ideo of Becoming replete. 2. of Being inflated,
bloated). Akadya dakara ati dangurangu: he ate until he was replete.
• deke (ideophone of Beating to death).
• dekedese (ideophone of Sending a child or weak person alone to a far
place).
• dekeshu (ideophone of Retracing one's steps, of Turning back on self
e.g. snake inhole; 2. of Opening and eating especially nzungu in
quantity). Mamwe Mazwi: Dekeshudza (Cause to retrace steps or to
change attitude completely. 2. Cause to eat up
completely). Dekeshuka (1. Retrace one's steps;change attitude
completely. 2. Be eaten upcompletely). Kune mazita emhuri
anonzi: Mudeke; Mudekunye uye Dekune.
• deku deku (ideophone of Speaking distinctly). Taura mazwi uchiti deku
deku: pronounce the words distinctly. Mamwe
Mazwi: Kudekudza kanakudekedza (1. Speak fluently. 2. Speak or act
very fast). Hazvina kureruka kudekudza mukutaura rurimi rusiri
rwaamai vako: it is not easy to speak fluently a language that is not
your mother tongue. Kudekura (Speak distinctly). Izwi rinoshoshoma
seromunhu akararodekura usiku hwose: a voice that is hoarse, like
that of a person who has been straining his voice all night. Kune zita
remhuri rinonzi Mudekunye uye Dekune.
• dendere (ideophone of Following a path without detouring). Uchibva
kuchikoro iti nenzira dendere: come straight home from school.
• denengu (ideophone of Speaking plainly without concealment or
oblique reference). Hatidi chibhende, haungatiti denengu here: we are
not satisfied with veiled references can you not tell us
plainly. Kudenengadza (1. Make to speak clearly. 2. Pronounce. Say
out). Mwana wenyu ava mukudenengudza mazwi ose: your child is
now able to pronounce words properly.
• denga kana denga denga (ideophone of Making off, or for). Tsuro
yakanzi gwa netsvimbo, ndiye barabada denga: hit by a stick, the hare
staggered slightly and made off. Akati denga nenzira achienda
kumusha: he went towards his home.
• denga denga (ideophone of Balancing obiect on head). Akafuma
achingoti denga denga nehari kutsime: she got up early, put the pot on
her head and went to the well.
• dengai (ideophone of Balancing; 2. of Showing pride or disdain -
especially by gait). Ndakaona munhu akati dengai pachiruvi chemba: I
saw a man standing balanced on the top of the roof. Kudengaidza (Set
up something delicately balanced. 2. Make proud. Cause to show
disdain).Kudengaira (Walk, balancing carefully. 2. Show pride or
disdain. Unodengaira sorufu: you are as proud as (or, as uncertain as)
death.
• denge (ideophone of Balancing). Tarisa kuno, ndinoti denge zvangu,
kana kumbobatira kwete: look how I am balancing without holding on
to anything. Kudengedza (Balance on head)
kureva kudengeza kana kudengezera.
• denge (ideophone of Making for a destination). Akati denge nenzira: he
followed the path.
• dengene (ideophone of Shaking (heavy thing). Kudengeneka (Shake
something heavy).
• dengu (ideophone of Bobbing the head; of Floating on surface moved
up and down bywaves). Kudengadza (Bob, nod head). Harahwa
dzinodengudzana misoro: old peop}e nodtheir heads
together. Kudenguka (Bob, nod (of head). Kudenguma (Move forwards
with swaying or surging motion). Chitima nerori negwazvinodenguma:
a train and a lorry and a boat move forward with a swaying or surging
motion.
• denhe kana denhu (ideophone of Setting in motion, by touching or
blowing). Denhedza (Set in motion. Start up). Denhedza muchini: start
up the machine. Kudenheka (Start to move. 2. Tremble - building,
ground. 2. Quake). Muti uri kutemwa wava kudenheka wose pachawo:
thetree being felled is beginning to fall by itself.
• denhu (ideophone of Provoking; 2. of Setting in motion; 3. of Starting
up engine; 4. Z of Going down a slope; 5. of Sloping. 6. of Spilling; 6.
of Being low). Kudenhudza kana kudenhuka (Be sloping. 2. Be tilted;
3. Go down a slope). Kudenhura (Roll down, let down; a slope).
• deno kana tuzu (ideophone of Being perplexed, at a loss, astonished).
Murume akati achibika ndokubika mbodza ndokuti nazvo deno:
• denu (ideophone of Sloping; of Going down a slope).
• denyu (ideophone of Disappearing suddenly and
completely). Kudenyura (Disappear suddenly and
completely). Kudenya (Hide self. 2. Disappear quickly).
• dere (ideophone of Going straight down; of Going down steep
hill). Kuteremuka.
• deru (ideophone of Going down steeply). Kuderuka (Go down steeply).
Mamwe Mazwi: Derwe??
• detembu (ideophone of Praising especially ritually). Kudetembura (Ask
repeatedly) kureva kudembetera.
• detsu (ideophone of Being very productive). Kudetsudza (Make to be
very productive). Fetiraiza inodetsudza munda: fertilizer makes a land
productive. Kudetsura (Be very productive). Gore rino mbesanwa
dzakadetsura kubereka.
• deu (ideophone of Spilling wodzvo; 2. of Setting
sun tetete). Kudeudza (Make to spill). Kudeuka kana kuteuka (Spill; 2.
Set(of sun). Mvura yadeuka haichina muoreri: spilt water has no one to
collect it.
• didi (ideophone of Drinking much quickly) kureva gwakwai
kana kukakaira.
• didimu (ideophone of Summoning an, 2. of Driving away, or towards
somewhere, a large number of animals). Ishe akati masabhuku didimu:
the chief summoned the village heads. Kudidimura (1. Summon many.
2. Drive away large number of animals e.g. baboons; 3. Drive whole
herd of cattle at once).
• didinya kana didinyn'a (ideophone of Being completely dead. 2. of
Dying suddenly). Kudidinya kana kudidinyn'adza (Kill suddenly; Die
suddenly) kureva kukwishuka.
• dinywa (ideophone of Dying). Kwakanzi didinywa nemombe musango:
the beast died in the veld.
• didiri kana bibiri (ideophone of Driving away many). Vane misikanzwa
vakanzi didiri: the unruly ones were expelled.Kudidirika (Go
somewhere frequently). Ndakadidirika kutsime: I went to the well
several times. Kudidirika (Be dismissed ignominiously. Be expelled. Be
divorced). Akadidirika paba sapamusana porubo: he was sacked for
stealing. Kudidiritsa (Expel; drive away; dismiss many; Drive away one
or many; making them run) zvichireva kudzinga kana kutanda.
• difa kana defa (ideophone of Sagging person or animal; 2. of Being
concave) kutaura chinhu chakakombwera - kombwe. Kudifa (Sag
person or animal; 2. Be concave).
• difa difu (ideophone of Walking (as a fat and short person
does). Kudifuka (Walk as short, fat person does) zvichireva kutashuka,
kudifura kana kudifuka.
• diga diga (ideophone of Walking vigorously - short, strong person or
animal). Kudiga kana kutigaira (Walk vigorously (short, strong person
or animal).
• digi (ideophone of Stepping into a place quietly).
• dimi (ideophone of Speaking figuratively). Kudimika (Speak
figuratively - in metaphor). Kana uchiti, "Ndiri kutsvaga bAiza jena,"
uri kudimikira: when you say, "I am looking for a white horse," you
are speaking figuratively. Dimikira kana madimikira, (Figure of
speech parable; allegory; metaphor).
• dimu (ideophone of Cutting through(log, stick, something stretched
with one stroke). Dimu (Cut-off piece wood, string). Kudimudza (Cause
someone to cut across string; 2. Take short cut) kureva kugurira.
Dimudzira neyapakati: take the short cut that cuts
across. Kudimuka (Be, or be able to be, broken or cut,
acros)s. Kudimura, kudumura kana kudunura (Cut through- chop
through; amputate; 2. Cut in two; 3. Shorten (dress story, distance).
Vakadimura nyama: they cut the meat for distribution. Uri kudimura
rungano urwo: you are shortening that story.
• dindiri (ideophone of Coiling tightly round something; 2. of Tying tightly.
3. of Filling not-solid container with anything - shutu 4. of Falling down
and rolling e.g. round object). Shato yakati mhembwe dindiri: the
python coiled itself tightly round the duiker. Dumbu rake rakati dindiri
nesadza: his stomach was drum-tight with food. Kudindiridza (1. Coil
round. 2. Leave unguarded. 3. M Make to fall and roll(. Makano
anodindiridzwa norunhare: hunting axes have wire wound round their
handles. Kudindirika (Fall and roll - round object).
• dindiziri (ideophone of Rebounding). Badza rakati dindiziri pavhiri
remota: the hoe bounced back from the tyre of the car.
• dinga (ideophone of Being conceited).
• dinga dinga (ideophone of Walking stiffly e.g. on stilts).
• dinhu (ideophone of Releasing pent-up force). Kudinhuka (Be released
from restraint. Go off - spring-trap). Kuinhura (Release a pent-up force;
2. Discharge e.g. a gun). Dinhura dombo: let the stone start rolling.
• dirinhiri kana vhundu (ideophone of Startling) Akati dirinhiri ava pakati
peshumba: he suddenly found himself surrounded by lions. Ati dirinhiri
tichinwa hwahwa: he happened on our beer party.
• diti (ideophone of Drinking to excess).
• duku (ideophone of Vomitting slowly -nas dog sometimes does;
• duku (ideophone of Cowering; of Losing heart; 2. of Crouching).
Usangoti duku sowatukwa: do not cower as though you had been
scolded.
• dukununu kana dukuzuzu (ideophone of Cowering; 2. of Huddling
together). Vakangoti dukununu pamoto: they huddled round the fire.
• dukwa, dakwazaza kana dukwazaza (ideophone of Sitting, crouching
squatting in a hunched-up position). Kudukwaira (Hunch oneself -
sitting standing, etc).
• duma kana gon'o (ideophone of Blunting). Kudumadza (Blunt. Notch or
blade) zvichireva kugomadza kana kugon'odza. Kudumara (Become
blunt).
• dumbi (ideophone of Chastening, subduing saddening). Ukatamba
namaisva uchaswera wati dumbi: if you play with fire (lit: bad things)
you will spend the day in a very subdued frame of mind.
• dumbunu kana vhumbunu (ideophone of Revealing what should be
kept hidden).
• dumbunuru (ideophone of Finding unexpectedly). Ndakati pfumo
rainge rakadzama dumbunuru: I have found the lost spear.
• dundundu (ideophone of Being angry, sulky).
• dunduru kana tashu (ideophone of Being prominent, raised up on top
of something. 2. of Filling - not solid container e.g. stomach). Akati
dunduru pabhiza: he is on the horse.
• dunduzi (ideophone of Feeling one's way with a
stick. Kudunduzira (Feel one's way with a stick).
• dungunu (ideophone of Being pleasing to the
taste). Kudungunudza (Make tasty. Dungunudza tii neshuga: make the
tea tasty by adding sugar).
• dunhu (ideophone of Chopping small branches).
• dunhu kana dinhu (ideophone of Releasing a pent-up force).
• dunzu (ideophone of Biting from something held in hand e.g. meat; 2.
of Grazing on young shoots e.g. ruswiswi). Kudunzuka (1. Tear meat;
2. Be lacerated). Nyama yerunda haidunzuki: sinew cannot be torn
with the teeth.
• dzadzanu (ideophone of Coming out from, or removing from, hiding
place close to ground). Kudzadzanuka (Emerge from hiding place
generally where subject was crouching). Dzadzanura (Remove from
hiding place - generally close to ground).
• dzakariyata kana tsakata (ideophone of Going away and never
returning- of Getting lost beyond recovery).
• dzaku (ideophone of Lifting heavy object). Kudzakura (Lift heavy
object). Dzakutsaku kana madzakutsaku (Heavy person or object).
• dzamara (ideophone of Disappearing suddenly). Anga ari pano iye
zvino uno, asi angoti dzamara: he was here just now, but he has
disappeared.
• dzamarama (ideophone of Getting lost of Being confused in speaking
especially in giving evidence; 2. of Following and keeping in sight to
the end. Akati nayo tsuro dzamarama: he kept the hare in sight till he
caught it.
• dzamhu (ideo, see dzamu. 2. K of Removing something that adheres
to hand or foot of remover). Kudzamhura kana kudzamura.
• dzamu (ideophone of Taking a handful especially of objects that stick
together).
• dzaswa (ideophone of Being casual, offband, in speech). Ndakati,
"Ndipe chokudya," akati dzamwa zvake: I asked for food and be
seemed to take no notice.
• dzamwanya, dzamwata kana dzamwa. (ideophone of being casual,
offhand, confused in speech). Pakubvunzwa zvemhosva
akadzamwarika: when questioned about his case he gave confused
and contradictory answers.
• dzangara dzangara (ideophone of disappearing suddenly as of fading
mist or mirage). Bute rakati dzangara dzangara: the mist suddenly
faded.
• dzengere dzengere (ideophone of Circling
purposefully). Dzengeredza (1. Make to circle. 2. Graze I cattle on one
spot). Waswerodzengeredza mombe pasina uswa, kusaka dzine
nzara.
• dzerere (ideophone of Turning round and ; round
quickly). Kudzereredza (Turn round and round quickly) kureva
kuzereredza. Kudzerereka(Turn round and round quickly).
• dzemberere kana zemberere (ideophone of Hanging by
hands). Kudzemberera (Hang by one's hands) kureva kuzemberera.
• dzetu dzetu kana kana peya peya (ideophone of Swaying while
walking).
• dzidzimu kana dzidziu (ideophone of Reviving). Kudzidzimuka (Revive
from
unconsciousness). Kudzidziuka, kudzidzimura, kudzidziutsa kanaakud
zidzimutsa.
• dzika (ideophone of Setting down gently). Akati dzika hari yohwahwa:
she set down the pot of beer.
• dzika dzika (ideophone of becoming calm). Nhasi kunze kwakati dzika
dzika: today the weather is very calm.
• dziridzidi (ideophone of Being slippery underfoot). Mamwe
Mazwi: Dziridzididza (Make slippery underfoot). Kudziridzidika (Be
slippery underfoot).
• dzirikiti (ideophone of Extinguishing, of Petering out (path). Mamwe
Mazwi: Dzirikitidza (Put out, cause not to shine - of light and by other
than normal polite method). Zvaakashatirwa akadzirikitidza mwenje: in
his anger he put out the light.
• dzikiti (ideophone of Going down (from height to the ground; 2. of
Being self-possessed; 3. of Presenting a gift so heavy that it cannot be
placed in receiver's hand but only on the ground). Akati mumuti kwaku,
ndokuti pasi dzikiti. Kudzikitidza (Place heavy present on ground e.g.
pot of beer).
• dzindi (ideophone of Working against; of Opposing). Akamuti dzindi
achimurevera nhema: he worked against him by telling lies about him.
• dziva dziva (ideophone of Walking slowly - in search). Akati dziva dziva
achitsvaga huni: he walked slowly looking for firewood.
• dzobo (ideophone of Pecking).
• dzokono (ideophone of Turning back - retracing one's steps).
• dzomoto (ideophone of Fabricating a story. 2. of Talking
nonsense). Kudzomotoka (Make up a story. Make false statement).
• dzororo kana sipiti (ideophone of Standing still). Kudzororodza (Make
to stand still - especially person). Kudzororoka kana kusipitika (Stand
still).
• dzvemere kana dzvemete (ideophone of Being in close association).
Imbwa inoti dzvemere natenzi wayo: a dog keeps close to its master.
F[chinja | edit source]
• fashanu (ideophone of Coming out in quantity - animals, people,
objects). Mbeva dzakati fashanu kubuda mumwena: the mice poured
out of their holes. Mbeu dzakati fashanu kumera: all the young plants
sprouted out of the ground together. Mamwe
Mazwi: Kufashanudza (Cause to make a general
exit. Kufashanuka (Come out many people, animals, objects, together).
Zuva rati ravira, nyenyedzi ndokubva dzofashanuka: as soon as the
sun goes down all the stars appear. Kufashanura (Remove all
contents, or inhabitants).
• fashata (ideophone of Sitting cross-legged - stout person).
• Fashu (ideophone of Coming out in quantity - animals, people, objects;
2. Z of Boiling over; 3. of Slopping over). Kana mvura yomunhuruka
yangoti ti, mbeu dzose dzinoti fashu kumera: as soon as the first rains
have fallen, all the seeds that we have planted appear above the
ground. Mamwe Mazwi: Kufashanuka, kufashaira kana kupupira (Boil
over; Slop over). -
• fembu (ideophone of Sniffing. 2. of Suspecting). Mamwe
Mazwi: kufemba (sniffing). Kufembuka kana kufandanuka (Become
known - something that was supposed to be kept very secret). Nyaya
yakafembuka: the matter has somehow become
known. Kufembura (Suspect. Have reason for thinking that) kureva
kufungira. Ndinofembura kuti ndimimakadyisa munda wangu: I have
reason to think that you are the ones whose cattle ate my crops.
• fema (ideophone of Growing stout - kana feru; 2. of Cutting a part out
of a whole). Mamwe Mazwi: Kufemudza (Cause to remove a
layer.Kufemura (Take a layer especially spoonful of sadza). 2. Fatten).
Femura hwada iri pamusoro uirase, ugosiya dzapasi dzinopisa: take
off the top layer and throw it away, leaving the bottom layers that are
still warm. Kufemaruka (Become stout]] zvichireva kukobvumara kana
kukora.
• fendekete (ideophone of Sitting down regardless of whether it be polite
or convenient). Mamwe Mazwi: Kufendeketeka (Sit down regardless of
whether polite or convenient.
• fendu (ideophone of Sprouting simultaneously. 2. of Cutting a part out
of a whole. Kufendudza (Cause to sprout all together. 2. Cause
someone to pare. Kufendaka (Sprout all at the same time. 2. Be, or be
able to be, pared). Vanhu vafenduka kunhamo: all the people have
gone together to the burial. Kufendura (Pare e.g. fresh hide).
• fenenga (ideophone of Sitting on a very high place; 2. of Standing with
stomach drawn in). Mamwe Mazwi: Kufenenga (Hollow out e.g wooden
plate). kureva kukokopfora. Kufenengadza (Draw in
stomach). Kufenengara (Stand with stornach drawn
in). Kufedemara (Sit on a very high place). Kufenga (Become hollow-
stomached through hunger. Draw in stomach) kureva kufenengadza. -
• fenenge (ideophone of Standing with stomach drawn in). Iti fenenge:
breathe in. Akati paura fenenge sebete: he is as flat-stomached as a
cockroach.
• fenenya (ideophone of Wrinkling nose - disdainfully). Mamwe
Mazwi: Kufenenyedza.
• fenga (ideophone of Dilating nostrils). Mamwe
Mazwi: Kufenguka (Distend (nostrils). Kufengura (Distend (nostrils).
• Kufenga (Scrape and distend a pot in the making. 2. Pare)
zvichireva kupanha. Amai vanofenga hari noruunzo kuti iite rnukati: my
mother uses a special instrument for scraping, and at the same time
distending, the pot she is making, so that it will have a large volume.
• ferendende (ideophone of Being preoccupied. 2. f Dispersing (i) over
large area (people and animals). Vanhu vakati ferendende
muhwahwamombe dzichidya minda: the people were blissfully drinking
while the cattle ate the growing crops.
• ferengu kana fombo (ideophone of Hollowing out e.g. plate).
• ferenu (ideophone of Peeling - orange, cooked potato, etc; 2. of
Swelling). Mamwe Mazwi: Kuferenudza (Make to swell or grow fat. 2.
Peel soft skin). Nyemba dzinoferenudzwa nokunyikwa: cow-peas are
made to swell by being soaked. Kuferenuka (Swell all over; Grow
stout; 2. Peel of soft skin). Pandakatsva paferenuka: the place where I
was burnt has peeled. Kuferenura (Peel orange, cooked potato, etc).
• fove (ideophone of Collapsing inwards; of Being dented. 2. of
Swallowing food whole). Kufovedza (Dent)
kana kufonyedza. Kufoveka kanakufovera (Collapse inwards).
Harahwa ine nhama dzakafoveka: an old man has hollowed cheeks.
• fovi (ideophone of Swallowing whole).
• fovo (ideophone of Shrivelling up potato).
• fovovo (ideophone of Shrivelling potato; 2. of Collapsing inwards; 3. of
Being convinced). Kufovova (Shrivel (potato). Dende zhuzhana
rikatanhwa rinozoti fovovo: if an unripe gourd is picked it will soon
shrivel. Ndakamurondedzera, akati fovovo kunyarara: I explained the
matter to him and he was convinced. Fovovo (Shrivelled object i.e.
juice dried up). Gore rino chibage mafovovo bedzi: this year the maize
is all shrivelled up.
• fovoto (ideophone of Being soft - fruit going bad). Fovoto (Soft object
e.g. rotting fruit).
• fozo kana pfozo (ideophone of Falling down from high
up). Kufozedza, kufozora, kufozoka kana kupfozoka (from a height). .
Akafozoka mumuti akatyoka gumbo: he fell from high up in a tree and
broke his leg.
• fudyu kana dzvondo (ideophone of Opening eyes widely. 2. of Staring
with eyes bulging). Kufudyudza (Make eyes bulge)
kureva kuudyura kanakudzvondora. Mapipi anofudyudza maziso:
conjuring tricks make people's eyes bulge. Kufudyuka (Bulge (eyes).
Munhu uyu anorwara napamwoyo, ndosaka maziso ake achifudyuka:
this person has a heart condition that is why his eyes bulge.
• fufumu kana tuku (ideophone of Swelling; 2. of Rising water in
river). Kufufumudza (Make to swell or rise). Mvura yakanaya kumusoro
ndiyo yakafufumudza rwizi: the rain that fell higher up has made the
river rise. Kufufumuka (Swell. Rise of river or baking
bread). Kufufumura (Cause to swell or rise).
• fukata kana fukati (ideophone of Turning away from - especially
person; 2. of Embracing). Kufukata (Turn one's back on someone.
Murume nomukadzi vakazofukatirana: husband and wife became
estranged. Akafukatira mhepo: he turned his back to the wind.
• fukushu (ideophone of Returning by the way one
came). Kufukusudza (Make to retrace steps). Kufukusuka (Return by
same way. Retrace one's steps). Kufukushuka rinownikwawo. Imbwa
yandakatenga kwaSadza yakafukusuka ndokudzokera kwakare
manheru.
• fumu (ideophone of Shaming - shocking moral
sense). Kufumudza kana kufumura (Shame. Put to
shame). Kufumura kana kunyangadza (1. Shame, put to shame
-shocking moral sense; 2. Spoil or cause to deteriorate). Kudobodedza
miriwo kunoifumura: long boiling spoils vegetables.
• fundu (ideophone of Projecting e.g. hunch on back). Chitinha icho
chakati fundu: that brick is out of
line. Kufundudza kana kufundura (Stoop. Form a projection).
• fundu fundu (ideophone of Walking ostentatiously).
• fundumwa (ideophone of Being cross, sulky). Kufundumwadza (Make
to sulk). Kufundumwara (Sulk, pout, be cross)
kureva kunyetera kanakufundumwika. Fundumwarwa (Sulky, gloomy
person).
G[chinja | edit source]
• gon'o (ideophone of: 1. Becoming blunt; 2. of Blunting; 3. of Refusing
to give; 4. of Striking a hollow-sounding blow - e.g. on the head with
dry stick). Kugon'odza.
• gon'on'o (ideophone of Squatting with knees apart). Usagare wakati
gon'on'o
• gonyo (ideophone of Bending out of shape).
• goma goma kana kata (ideophone of Piling up). Zvidhinha zvakati
goma goma: the bricks have been piled high.
• gombe kana kombe (ideophone of Intercepting or Flanking; 2. of
Weakening especially at knees). Itai mhuru gombe, mumwe
kurudyi mumwe kuruboshwe.
• gori (ideophone of Being still and alone on a high place. 2. of Sitting
unperturbed).
• gumba (ideophone of Embracing. 2. of Folding arms).
• gunduma kana ngundu (ideophone of Rumbling thunder).
• gunduru (ideophone of Finishing off - food or liquid; 2. of Rolling -
especially heavy hollow object; 3. of Making resounding sound empty
metal drum hit by stone or other drum).
• Gunduruka (1. Be, or be able to be, finished off - food or liquid; 2.
Produce resounding sound - empty metal drum, not by being hit; 3.
Roll on ground gen hollow object; 4. Move - many people together).
• gunduma (ideophone of Exposing what should be covered).
• gunduma (ideophone of Rumbling thunder).
• guwa (ideophone of Distressing; of Grieving).
• gurugundyu (ideophone of Swallowing noisily e.g. sadza).
• guruzu, bvenyu kana kuzvu. ideo of Abrading slightly. Kuguruzura
(Abrade slightly) Vamwe vanoti kubvuruunda kana kukuzvura.
• guruzuzu (ideophone of Keeping very still e.g. owl on branch).
• gurwi kana tangarwi (ideophone of Swallowing noisily e.g. sadza).
• gurwada? (ideophone of Kneeling reverently to present something to
someone. 2. of Falling to knees weakly).
• gutsu, kumu kana gusu (ideophone of Nodding in agreement; 2. of
Nodding with sleep). Kukumura kugusuka, kugutsura kana kuguswaira
(Nod head in agreement).
• guumu (ideophone of Separating one thing that clings e.g. by tapping).
• Guumudza (Tap e.g. base of container to remove last of contents).
Guumudza fodya yasara mukasha:
• gwachata kana gwachara (ideo, of Falling through weakness).
• gwada (ideophone of Kneeling - on one, or on two knees). Zvichida
ndipo panobva zita rokuti Magwada?
• gwadara (ideophone of, 1. Falling in a heap - from standing position, in
two movements: first to knees then to ground - person or animal; 2. of
Falling on knees).
• gwadi kana kwede (ideophone of Fitting).
• gwadu (ideophone of Breaking off an object from where it has been
permanently fixed e.g part of plough when it hits
stump). Kugwadudza kanakugwadura.
• Kugwaduka kana kugweduka (Be, or be able to be, broken off from
fixed or proper place).
• gwedegwe kana njenje (ideophone of Being equal in size).
• gwedere gwedere (ideophone of Walking feebly (person or
animal). Kugwederedza (Make to walk in the way an enfeebled person
or animal does).
• gweje (ideophone of Interlocking horns, truck couplings, etc.; 2. of
Rumbling e.g. wagon moving on uneven surface). Handira dzakati
gweje: the bulls locked horns.
• gwanan'wana kana gwenen'wene (ideophone of Being wide awake; of
Shining .e.g sun- gen after rain).
• gweredede kana sesepu (ideophone of Having smooth, soft
consistency). Dovi rakanyatsoti gweredede: the monkey-nut butter has
a very fine consistency
• gwiri (ideophone of Starting to follow a spoor; 2. of Setting out on a
Journey).
M[chinja | edit source]
• mangu kana pamupamu (ideophone of Filling container of any kind
with anything). Kumangudza kana kukabura (Fill to
brim). Kumanguka (Get filled full).
• mangu (Taking big bite of soft object e.g sweet). Mamwe
Mazwi: Kumanguka (Be, or be able to be, bitten -soft
object).Kumangura (Take a large bite of soft object e.g. apple).
• mbu (ideophone of Cutting off short piece e.g. of dried meat).
• mbu-u (ideophone of Being extremely white. 2. M of Being clean -
laundry). Musoro waSekuru vachena kuti mbu-u: grandfather's head is
as white as snow.
• mbu (ideophone of Dropping dead). Nhoro yakati muuswa mbu: the
kudu fell dead in the grass.
• mbumu (ideophone of Blowing out e.g. smoke; 2. of Grazing (touching
lightly). Akati utsi mbumu: he blew smoke out (tobacco). Chapungu
chakati hanga mbumu: the batleur eagle swooped and grazed the
guineafowl. Mazwi anotodzana
anoti: kumbumura, kumbumudza, kumbumuka- (Graze; brush lightly
especially with hand). Akamudenha nokumbumura musoro.
• mbumuzu (ideophone of Striking glancing blow). Kumbumuzura (Strike
glancing blow). Gondo rakambumuzura huku: the hawk swooped on
the fowl and struck it a glancing blow.
• mburetete kana mbure (ideophone of Being very white). Jenaguru
rakati mburetete: the full moon is very white.
• mhanhara (ideophone of Landing nearby after jumping (something
unwelcome). -mhanharidza [L]Z v t Make something unwelcome land
nearby.Kumhanharika (Land nearby, after jumping - something
unwelcome).
T[chinja | edit source]
• tororo (ideo Being straight e.g. path).
Tande
Tsveta
Category:
• Dzidzo
Navigation menu
• Hauna kugamuchirwa
Talk
Contributions
Create account
Log in
• Gani
Hurukuro
• Read
Edit
Edit source
View history
Tsvaga
• Peji Rekutanga
Mukova wegutse
Zvirikuitika
Zvaba Kuchinjwa
Peji nhemwa
Rubatsiro
Zvipo
Print/export
• Create a book
Download as PDF
Rinoita kuprinta
Maturuzi
• Zvakakochekera pano
Zvinoenderana nezvachinjwa
Isa fayera
Mapeji akakosha
Zvikochekero Zvisingachinje
Page information
Wikidata item
Ita cite nyaya iyi
Languages
Add links
• This page was last edited on 26 Gunyana 2019, at 04:05.
Text is available under the Creative Commons Attribu