Ruambangano
Mataridziko
Tarisai futi: Udorongodzwa hwe Ruambangano
Ruambangano (Chingezi: mythology) Nenangano uye Ngano ijonera yengano ine nhoroondo dzinotamba basa rakakosha munharaunda, senge hwaro hwenhema kana mavambo ngano. Vanonyanya kutaurwa mungano kazhinji havasi vanhu, vakaita savanamwari, vamwari, uye vamwe vanhu vanoshamisa.[1][2][3]
Vambo rezita
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Shoko rekuti ruamba- rinoshandiswa sechiwakashure cheshoko reChirungu rinonzi -ology.[4]
- Mamwe mashoko enoshandisirwa pamusoro pemashoko aya ndinena- richibva kushoko rekuti maneno uye neno, richireva kuti 'shoko' kana 'izwi' (voice; word).
Shoko rekuti Ngano rinoreva kuti nyaya dzechinyakare, uye nyaya dzisina chokwadi kana dzinoshandiswa kudzidzisa. Ngano muChirungu rinoreva kuti: folkore; fantasy; myth.
- Mamwe mashoko anogona kushandiswa ndi: hunyepo, chinyakare, ndoto, nyaya.
Mabviro eruzivo
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- ↑ Simpson, Jacqueline, and Steve Roud, eds. 2003. "Myths." In A Dictionary of English Folklore. Oxford: Oxford University Press. ISBN 9780191726644.
- ↑ Doniger O'Flaherty, Wendy (1975). Hindu Myths. Penguin. p. 19. ISBN 978-0-14-044306-6.
I think it can be well argued as a matter of principle that, just as 'biography is about chaps', so mythology is about gods.
- ↑ Baldick, Chris (2015). "Legend". The Oxford Dictionary of Literary Terms (4 ed.). Oxford
- ↑ Shona Wikiphidhiya, 'Kuturikira Chivakamberi logy' Yakatariswa: 21 Chikumi 2021